Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 19:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Usatsive kana kuita daka uchivenga vamwe vako. Asi ida mumwe wako sokuda kwaunozviita iwe pachako, ndini Tenzi ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Usatsiʋa, kana kugara wakatsamŋira ʋana ʋaʋanhu ʋokwako, asi unofanira kuɗa wokwako seɀaunoɀiɗa iwe; ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Usatsiva, kana kugara wakatsamwira vana vavanhu vokwako, asi unofanira kuda wokwako sezvaunozvida iwe; ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Usatsive kana kuita daka uchivenga vamwe vako. Asi ida mumwe wako sokuda kwaunozviita iwe pachako, ndini Tenzi ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Usatsive kana kuita daka uchivenga vamwe vako. Asi ida mumwe wako sokuda kwaunozviita iwe pachako, ndini Tenzi ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 “ ‘Usatsvaka kutsiva kana kugara nedaka nomumwe wavanhu vokwako, asi ida muvakidzani wako sokuda kwaunozviita iwe. Ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 19:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy