Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 18:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Ndinodaro nokuti vanhu vakanga varimo, imi musati mavemo vakaita zvinhu zvakaipisisa izvozvi vakan'oresa nyika iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 (Nokuti ʋanhu ʋenyika ino, ʋakakutaŋgirai, ʋakaita ɀinhu iɀi ɀose ɀinonyaŋgadza, nyika ikaȿiɓiswa;)

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 (Nokuti vanhu venyika ino, vakakutangirai, vakaita zvinhu izvi zvose zvinonyangadza, nyika ikasvibiswa;)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Ndinodaro nokuti vanhu vakanga varimo, imi musati mavemo vakaita zvinhu zvakaipisisa izvozvi vakan'oresa nyika iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Ndinodaro nokuti vanhu vakanga varimo, imi musati mavemo vakaita zvinhu zvakaipisisa izvozvi vakan'oresa nyika iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 nokuti zvinhu zvose izvi zvakaitwa navanhu vaigara munyika iyoyo musati mavamo, uye nyika ikasvibiswa.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 18:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy