Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 18:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 “Usazvin'orese nezviito zvakadaro nokuti ndudzi dzavanhu vomunyika yamuchandogara dzandichadzinga dzakazvin'oresa nezviito izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Regai kuɀiȿiɓisa kunecinhu cimŋe caiɀoɀi; nokuti ʋahedeni ʋakaȿiɓiswa neɀinhu iɀi ɀose, iʋo ʋandakadziŋga pamberi penyu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 “Regai kuzvisvibisa kune chinhu chimwe chaizvozvi; nokuti vahedheni vakasvibiswa nezvinhu izvi zvose, ivo vandakadzinga pamberi penyu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 “Usazvin'orese nezviito zvakadaro nokuti ndudzi dzavanhu vomunyika yamuchandogara dzandichadzinga dzakazvin'oresa nezviito izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 “Usazvin'orese nezviito zvakadaro nokuti ndudzi dzavanhu vomunyika yamuchandogara dzandichadzinga dzakazvin'oresa nezviito izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 “ ‘Musazvisvibisa neimwe yenzira idzi nokuti ndudzi dzandichadzinga pamberi penyu dzakazvisvibisa naizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 18:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy