Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 18:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Usatorane nomwana akaberekwa nababa wako nomumwe mukadzi, ihanzvadzi yako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Usafukura mŋanasikana womukadzi waɓaɓa ʋako, wakaɓerekwa naɓaɓa ʋako, ihanɀadzi yako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Usafukura mwanasikana womukadzi wababa vako, wakaberekwa nababa vako, ihanzvadzi yako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Usatorane nomwana akaberekwa nababa wako nomumwe mukadzi, ihanzvadzi yako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Usatorane nomwana akaberekwa nababa wako nomumwe mukadzi, ihanzvadzi yako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 “ ‘Usasangana nomwanasikana womukadzi wababa vako akaberekwa nababa vako, ihanzvadzi yako.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 18:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy