Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 17:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 asingauye nacho kumusuo wetendhe rokusanganira kuzochipira kuna Tenzi munhu iyeyo atochekwa ukama nevokwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 asiŋgaʋuyi naco kumukoʋa wetente rokusoŋgana, kuti aciɓayire Jehova, munhu uyo unofanira kubviswa pakati porudzi rwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 asingauyi nacho kumukova wetende rokusangana, kuti achibayire Jehovha, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 asingauye nacho kumusuo wetendhe rokusanganira kuzochipira kuna Tenzi munhu iyeyo atochekwa ukama nevokwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 asingauye nacho kumusuo wetendhe rokusanganira kuzochipira kuna Tenzi munhu iyeyo atochekwa ukama nevokwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 uye agorega kuuya nacho kumusuo weTende Rokusangana kuzochipa kuna Jehovha, munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 17:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy