Mupiro 17:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Taurira Aroni navanakomana vake navaIsiraeri vose uti, ‘Izvi ndizvo zvakatemwa naTenzi zvokuti: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naAroni naʋanakomana ʋake naʋana ʋaIsraeri ʋose, uti kwaʋari: Ndiro shoko rakarairwa naJehova: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Taura naAroni navanakomana vake navana vaIsiraeri vose, uti kwavari, ‘Ndiro shoko rakarairwa naJehovha: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Taurira Aroni navanakomana vake navaIsiraeri vose uti, ‘Izvi ndizvo zvakatemwa naTenzi zvokuti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Taurira Aroni navanakomana vake navaIsiraeri vose uti, ‘Izvi ndizvo zvakatemwa naTenzi zvokuti: Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura kuna Aroni navanakomana vake nokuvaIsraeri vose uti kwavari, ‘Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha: Viz kapitola |