Mupiro 16:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ndinodaro nokuti pazuva irori ndipo panoripirwa zvitadzo zvenyu kuti muchenurwe kuzvitadzo zvenyu zvose, munobva macheneswa pana Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 nokuti munofanira kuyananisirwa nezuʋa iro, kuti munatswe; munofanira kunatswa paɀiʋi ɀenyu ɀose pamberi paJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 nokuti munofanira kuyananisirwa nezuva iro, kuti munatswe; munofanira kunatswa pazvivi zvenyu zvose pamberi paJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ndinodaro nokuti pazuva irori ndipo panoripirwa zvitadzo zvenyu kuti muchenurwe kuzvitadzo zvenyu zvose, munobva macheneswa pana Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Ndinodaro nokuti pazuva irori ndipo panoripirwa zvitadzo zvenyu kuti muchenurwe kuzvitadzo zvenyu zvose, munobva macheneswa pana Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 nokuti pazuva iri muchayananisirwa, kuti mucheneswe. Ipapo, pamberi paJehovha muchava vakachena pazvivi zvenyu zvose. Viz kapitola |