Mupiro 15:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana mbeu yake ikadonhera pachinhu chipi nechipi zvacho, chingave jira kana dehwe ngachigezwe. Chichava chakan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ŋguʋo ipi neipi, neɗebge ripi neripi, ɀaɗonherwa nembeu, ɀinofanira kusukwa nemvura, ɀiʋe ɀisina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Nguo ipi neipi, nedehwe ripi neripi, zvadonherwa nembeu, zvinofanira kusukwa nemvura, zvive zvisina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana mbeu yake ikadonhera pachinhu chipi nechipi zvacho, chingave jira kana dehwe ngachigezwe. Chichava chakan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kana mbeu yake ikadonhera pachinhu chipi nechipi zvacho, chingave jira kana dehwe ngachigezwe. Chichava chakan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Chipfeko chipi zvacho chake kana dehwe rine mbeu pariri rinofanira kusukwa nemvura uye richava risina kuchena kusvikira manheru. Viz kapitola |