Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 15:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Pazuva rorusere ngaatore njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzichiri duku aende nadzo kuna Tenzi kumusuo wetendhe rokusanganira adzipe mupristi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Nomusi worusere unofanira kutora njiʋa mbiri kana twana tuʋiri twenjiʋa, aʋuye pamberi paJehova pamukoʋa wetente rokusoŋgana, ape muprista idzedzo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 “Nomusi worusere anofanira kutora njiva mbiri kana twana tuviri twenjiva, auye pamberi paJehovha pamukova wetende rokusangana, ape mupristi idzedzo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Pazuva rorusere ngaatore njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzichiri duku aende nadzo kuna Tenzi kumusuo wetendhe rokusanganira adzipe mupristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Pazuva rorusere ngaatore njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzichiri duku aende nadzo kuna Tenzi kumusuo wetendhe rokusanganira adzipe mupristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Pazuva rorusere anofanira kutora njiva mbiri kana hangaiwa diki mbiri agouya nadzo pamberi paJehovha pamusuo weTende Rokusangana agodzipa kumuprista.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 15:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy