Mupiro 14:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Murao iwoyo unobatsira kuziva kuti chinhu ichi chakan'ora here kana kuti kwete. Uyu ndiwo murao wechirwere chamapere.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 kuziʋisa muprista kana cinhu cisina‐kunaka kana cakanaka. Ndiwo murairo wamaperembudzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200257 kuzivisa mupristi kana chinhu chisina kunaka kana chakanaka. Ndiwo murayiro wamaperembudzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Murao iwoyo unobatsira kuziva kuti chinhu ichi chakan'ora here kana kuti kwete. Uyu ndiwo murao wechirwere chamapere.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona57 Murao iwoyo unobatsira kuziva kuti chinhu ichi chakan'ora here kana kuti kwete. Uyu ndiwo murao wechirwere chamapere.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 kuti mugoziva kuti chinhu chakachena kana kuti hachina kuchena. Iyi ndiyo mirayiro yezvirwere zvinotapuriranwa zvamaperembudzi. Viz kapitola |