Mupiro 14:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 mupristi ngaabude mumba imomo aipfige igare yakapfigwa kudaro kwamazuva manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 muprista unofanira kuɓuɗa paimba, ndokuenda kumukoʋa weimba, ndokupfiga imba mazuʋa manomŋe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 mupristi anofanira kubuda paimba, ndokuenda kumukova weimba, ndokupfiga imba mazuva manomwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 mupristi ngaabude mumba imomo aipfige igare yakapfigwa kudaro kwamazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 mupristi ngaabude mumba imomo aipfige igare yakapfigwa kudaro kwamazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 muprista anofanira kubuda napamusuo wemba agoipfiga kwamazuva manomwe. Viz kapitola |