Mupiro 14:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mupristi ngaapire njiva kana hangaiwa dzichiri duku, dzaangakwanise kuwana, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino unofanira kuɓayira njiʋa imŋe, kana kana kenjiʋa, seɀaanogona kuwana; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino anofanira kubayira njiva imwe, kana kana kenjiva, sezvaanogona kuwana; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mupristi ngaapire njiva kana hangaiwa dzichiri duku, dzaangakwanise kuwana, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mupristi ngaapire njiva kana hangaiwa dzichiri duku, dzaangakwanise kuwana, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ipapo achabayira njiva kana hangaiwa diki izvo zvaanogona kuwana, Viz kapitola |