Mupiro 14:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mupristi ngaaende naye kunze kwematendhe amuongorore kana chirwere chamapere chiya chapora, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ɀino muprista unofanira kuɓuɗa kunze kwemisasa, muprista agocerekedza munhu uyu; kana akaʋona kuti hosha yamaperembudzi yapora hayo kumunhu unamaperembudzi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 zvino mupristi anofanira kubuda kunze kwemisasa, mupristi ugocherekedza munhu uyu; kana akaona kuti hosha yamaperembudzi yapora hayo kumunhu una maperembudzi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mupristi ngaaende naye kunze kwematendhe amuongorore kana chirwere chamapere chiya chapora, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mupristi ngaaende naye kunze kwematendhe amuongorore kana chirwere chamapere chiya chapora, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Muprista anofanira kuenda kunze kwomusasa agonomuongorora. Kana munhu aporeswa kubva kumaperembudzi, Viz kapitola |