Mupiro 14:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Kana munhu iyeyo ari murombo asingakwanisi kuwana izvi zvose ngaaunze hwayana hono imwechete yomupiro wake wokuripa mhosva unosimudzirwa uchipirwa Mwari wokumuripira. Ngaaunzewo upfu hwemupiro wembesanwa hunorema kirogiramu rimwechete hwakakanywa nemafuta eorivhi pamwechete nechikamu chepakati nepakati cherita remafuta eorivhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Kana ari murombo, asiŋgagoni kuwana ɀizhinji ɀakaɗai, unofanira kutora gwaiana rimŋe regondobge, ciʋe cipiriso cemhoȿa cokuzuŋguzira, kumuyananisira, necegumi ceefa yoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa namafuta, ciʋe cipiriso coʋupfu, pamŋe cete nerogi yamafuta; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Kana ari murombo, asingagoni kuwana zvizhinji zvakadai, anofanira kutora gwayana rimwe regondohwe, chive chipiriso chemhosva chokuzunguzira, kumuyananisira, nechegumi cheefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, chive chipiriso choupfu, pamwechete nerogi yamafuta; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Kana munhu iyeyo ari murombo asingakwanisi kuwana izvi zvose ngaaunze hwayana hono imwechete yomupiro wake wokuripa mhosva unosimudzirwa uchipirwa Mwari wokumuripira. Ngaaunzewo upfu hwemupiro wembesanwa hunorema kirogiramu rimwechete hwakakanywa nemafuta eorivhi pamwechete nechikamu chepakati nepakati cherita remafuta eorivhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Kana munhu iyeyo ari murombo asingakwanisi kuwana izvi zvose ngaaunze hwayana hono imwechete yomupiro wake wokuripa mhosva unosimudzirwa uchipirwa Mwari wokumuripira. Ngaaunzewo upfu hwemupiro wembesanwa hunorema kirogiramu rimwechete hwakakanywa nemafuta eorivhi pamwechete nechikamu chepakati nepakati cherita remafuta eorivhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Asi kana ari murombo asingakwanisi kuuya naizvozvi, anofanira kutora gwayana gono sechipiriso chemhosva kuti aninire agomuyananisira pamwe chete nechikamu chimwe chete kubva mugumi cheefa youpfu hwakatsetseka hwakasangana namafuta sechipiriso chezviyo, zvikamu zviviri kubva muzvitatu zverogi ramafuta, Viz kapitola |