Mupiro 14:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mupristi ngaapire mupiro wokupisa nomupiro wembesanwa paatari. Nokudaro mupristi achamuripira, munhu iyeyo anobva achenurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 muprista unofanira kupisa cipiriso cinopiswa, necipiriso coʋupfu pamsoro peartari, kuti muprista amuyananisire, anake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 mupristi anofanira kupisa chipiriso chinopiswa, nechipiriso choupfu pamusoro peatari, kuti mupristi amuyananisire, anake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mupristi ngaapire mupiro wokupisa nomupiro wembesanwa paatari. Nokudaro mupristi achamuripira, munhu iyeyo anobva achenurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mupristi ngaapire mupiro wokupisa nomupiro wembesanwa paatari. Nokudaro mupristi achamuripira, munhu iyeyo anobva achenurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 agochipa paaritari pamwe chete nechipiriso chezviyo, agomuyananisira, uye achava akachena. Viz kapitola |