Mupiro 13:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi kana matuzu acho apararira neganda iye akambozvirakidza kumupristi kuti achenurwe, ngaazviratidze zvakare kumupristi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi kana pakafunuka paciramba pacinyeŋga paganda, amboɀiratidza kumuprista kuti anzi wakanaka, ipapo unofanira kuɀiratidza ɀe kumuprista; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi kana pakafunuka pachiramba pachinyenga paganda, ambozviratidza kumupristi kuti anzi wakanaka, ipapo anofanira kuzviratidzazve kumupristi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi kana matuzu acho apararira neganda iye akambozvirakidza kumupristi kuti achenurwe, ngaazviratidze zvakare kumupristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi kana matuzu acho apararira neganda iye akambozvirakidza kumupristi kuti achenurwe, ngaazviratidze zvakare kumupristi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi kana tumapundu tukapararira nomuviri wake shure kwokunge azviratidza kumuprista kuti zviziviswe kuti akachena, anofanira kuenda kumuprista zvakare. Viz kapitola |