Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 kana mavara acho akasvibira kana kutsvukuruka achioneka pahanzu yakarukwa nerineni kana newuru, kana kutsvukuruka, chiundudzi. Mupristi ngaaratidzwe mavara iwayo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 kana hosha yakaita senhema, kana tȿuku paŋguʋo, kana paɗebge, kana paneɀakarukwa, kana paneɀakakoshwa, kana pacinhu cipi necipi ceɗebge; ihosha yamaperembudzi inofanira kuratidzwa muprista;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

49 kana hosha yakaita senhema, kana tsvuku panguo, kana padehwe, kana pane zvakarukwa, kana pane zvakakoswa, kana pachinhu chipi nechipi chedehwe; ihosha yamaperembudzi inofanira kuratidzwa mupristi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 kana mavara acho akasvibira kana kutsvukuruka achioneka pahanzu yakarukwa nerineni kana newuru, kana kutsvukuruka, chiundudzi. Mupristi ngaaratidzwe mavara iwayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 kana mavara acho akasvibira kana kutsvukuruka achioneka pahanzu yakarukwa nerineni kana newuru, kana kutsvukuruka, chiundudzi. Mupristi ngaaratidzwe mavara iwayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 uye kana utachiona huri muchipfeko kana dehwe kana mucheka wakarukwa kana chinhu chedehwe, chiri choruvara rwezerere kana chakatsvukuruka, chirwere chinopararira chamaperembudzi uye chinofanira kuratidzwa kumuprista.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:49

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy