Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 “Kana vhudzi romunhu richipera kudonha mumusoro wake ava nemhanza asi haana kun'ora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Kana vudzi romunhu rakabva pamusoro wake, waʋa nemhazha; asi wakanaka hake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 “Kana vhudzi romunhu rakabva pamusoro wake, wava nemhazha; asi wakanaka hake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 “Kana vhudzi romunhu richipera kudonha mumusoro wake ava nemhanza asi haana kun'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 “Kana vhudzi romunhu richipera kudonha mumusoro wake ava nemhanza asi haana kun'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 “Kana bvudzi romumwe rikabva akasara asisina bvudzi, ava nemhanza, akachena.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:40

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy