Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Pazuva rechinomwe mupristi ngaaongororezve chisasa chiya. Kana chichinge chisina kupararira, chisina kudzika kupfuura ganda ngaataure pachena kuti munhu iyeyo achenurwa. Munhu iyeyo ngaasuke hanzu dzake, achave munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 nomusi wecinomŋe muprista unofanira kucerekedza pakafunuka; kana akaʋona kuti pakafunuka hapana‐kunyeŋga paganda, ʋuye kuti hapana‐kupinda mukati pasi peganda, muprista unofanira kureʋa kuti wakanaka hake; ɀino iye ŋgaasuke ŋguʋo dzake, anake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 nomusi wechinomwe mupristi anofanira kucherekedza pakafunuka; kana akaona kuti pakafunuka hapana kunyenga paganda, uye kuti hapana kupinda mukati pasi peganda, mupristi anofanira kureva kuti wakanaka hake; zvino iye ngaasuke nguo dzake, anake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Pazuva rechinomwe mupristi ngaaongororezve chisasa chiya. Kana chichinge chisina kupararira, chisina kudzika kupfuura ganda ngaataure pachena kuti munhu iyeyo achenurwa. Munhu iyeyo ngaasuke hanzu dzake, achave munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Pazuva rechinomwe mupristi ngaaongororezve chisasa chiya. Kana chichinge chisina kupararira, chisina kudzika kupfuura ganda ngaataure pachena kuti munhu iyeyo achenurwa. Munhu iyeyo ngaasuke hanzu dzake, achave munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Pazuva rechinomwe muprista anofanira kuongorora panovava, uye kana pasina kupararira neganda zvichiratidza kuti hazvina kudzika kudarika ganda, muprista achazivisa kuti akachena. Anofanira kusuka nguo dzake agova akachena.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy