Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kuongorora chisasa ichocho. Kana akaona chisina kupararira, vhudzi repo risina kutsvukuruka, chisina kudzika kupfuura ganda,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Nomusi wecinomŋe muprista unofanira kucerekedza hosha; kana akaʋona kuti pakafunuka hapana‐kunyeŋga, pasinemvere tȿuku, dzakaita secena, akaʋona kuti haina‐kupinda mukati pasi peganda,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Nomusi wechinomwe mupristi anofanira kucherekedza hosha; kana akaona kuti haina kupinda mukati pasi peganda,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kuongorora chisasa ichocho. Kana akaona chisina kupararira, vhudzi repo risina kutsvukuruka, chisina kudzika kupfuura ganda,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kuongorora chisasa ichocho. Kana akaona chisina kupararira, vhudzi repo risina kutsvukuruka, chisina kudzika kupfuura ganda,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Pazuva rechinomwe muprista anofanira kuongorora ronda, uye kana kuvava kusina kupararira uye pasina bvudzi renhundurwa uye risingaratidzi kudzika kudarika ganda,

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy