Mupiro 13:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Kana muviri une ronda rokutsva paganda kana ronda rokutsva iroro rikazova duzu rakachenuruka kana rakatsvukuruka, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Kana nyama yomunhu inapakatȿa paganda rake, nyama yakatȿuka ya’po ikaita ciʋara cicena cakaita secitȿuku kana cicena, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Kana nyama yomunhu ina pakatsva paganda rake, nyama yakatsvuka yapo ikaita chivara chichena chakaita sechitsvuku kana chichena, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Kana muviri une ronda rokutsva paganda kana ronda rokutsva iroro rikazova duzu rakachenuruka kana rakatsvukuruka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Kana muviri une ronda rokutsva paganda kana ronda rokutsva iroro rikazova duzu rakachenuruka kana rakatsvukuruka, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Kana munhu akatsva paganda uye akabuda gwapa dzvuku kana rakacheneruka paronda rokutsva, Viz kapitola |