Mupiro 13:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi kana zvikaramba zviri panzvimbo imwechete zvisingapararire zvinenge zviri vanga rakasiyiwa nemota chete. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi kana ciʋara cikarambira panɀimbo yaco, cikasanyeŋga, iʋaŋga haro remota; muprista unofanira kuti wakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Asi kana chivara chikarambira panzvimbo yacho, chikasanyenga, ivanga haro remota; mupristi anofanira kuti wakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi kana zvikaramba zviri panzvimbo imwechete zvisingapararire zvinenge zviri vanga rakasiyiwa nemota chete. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi kana zvikaramba zviri panzvimbo imwechete zvisingapararire zvinenge zviri vanga rakasiyiwa nemota chete. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi kana gwapa risina kupinduka uye risina kupararira, rinongova vanga kubva pamota uye muprista achazivisa kuti akachena. Viz kapitola |