Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Asi kana mupristi akaongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka, pasinawo kudzika kupfuura ganda pakangosvibasviba kuchenuruka, mupristi ngaamugarise kwake oga kwamazuva monomwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Asi kana muprista akapacerekedza, akaʋona kuti hakunemvere cena ipapo, pasina‐kudzika pasi peganda, asi paʋa nani; muprista unofanira kumupfigira mazuʋa manomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Asi kana mupristi akapacherekedza, akaona kuti hakuna mvere chena ipapo, pasina kudzika pasi peganda, asi pava nani; mupristi anofanira kumupfigira mazuva manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Asi kana mupristi akaongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka, pasinawo kudzika kupfuura ganda pakangosvibasviba kuchenuruka, mupristi ngaamugarise kwake oga kwamazuva monomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Asi kana mupristi akaongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka, pasinawo kudzika kupfuura ganda pakangosvibasviba kuchenuruka, mupristi ngaamugarise kwake oga kwamazuva monomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Asi kana muprista achiongorora, pasina bvudzi jena pachiri uye paserera, ipapo muprista anofanira kumugarisa oga kwamazuva manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy