Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 11:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Musazviipise nezvinhu zvakawanda-wanda izvi zvinomomana. Musazvisvibise nazvo nokuti mungadaro mukazvin'oresa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Musaɀiita ʋanonyaŋgadza necinokambaira cipi necipi, musaɀiita ʋasina‐kunaka naɀo, kuti murege kuȿiɓiswa naɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Musazviita vanonyangadza nechinokambaira chipi nechipi, musazviita vasina kunaka nazvo, kuti murege kusvibiswa nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Musazviipise nezvinhu zvakawanda-wanda izvi zvinomomana. Musazvisvibise nazvo nokuti mungadaro mukazvin'oresa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Musazviipise nezvinhu zvakawanda-wanda izvi zvinomomana. Musazvisvibise nazvo nokuti mungadaro mukazvin'oresa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Musazvisvibisa nechimwe chezvisikwa izvi. Musazvisvibisa nazvo kana nokuda kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 11:43

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy