Mupiro 11:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mhuka dzose dzina makumbo mana, dzina matsimba akapfava dzakan'ora kwamuri. Munhu anenge abata zvitunha zvadzo, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀose ɀinofamba netsoka dzakapfaʋa pakati pemhuka dzose dzinofamba namakumbo manna, ɀinofanira kuʋa ɀisakanaka kwamuri; aninani unoɓata ɀitunha ɀaɀo ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvose zvinofamba netsoka dzakapfava pakati pemhuka dzose dzinofamba namakumbo mana, zvinofanira kuva zvisakanaka kwamuri; ani naani unobata zvitunha zvazvo uchava usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mhuka dzose dzina makumbo mana, dzina matsimba akapfava dzakan'ora kwamuri. Munhu anenge abata zvitunha zvadzo, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Mhuka dzose dzina makumbo mana, dzina matsimba akapfava dzakan'ora kwamuri. Munhu anenge abata zvitunha zvadzo, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Pamhuka dzose dzinofamba namakumbo mana, idzo dzine tsoka dzakafara hadzina kuchena kwamuri; ani naani anobata chitunha chadzo achava akasviba kusvikira manheru. Viz kapitola |