Mupiro 11:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Zvinhu zvinon'oresa munhu ndeizvi: munhu anenge agunzva zvitunha zvazvo achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mucaȿiɓiswa neɀiɀi: Aninani unoɓata ɀitunha ɀaɀo ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Muchasvibiswa nezvizvi: Ani naani unobata zvitunha zvazvo uchava usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Zvinhu zvinon'oresa munhu ndeizvi: munhu anenge agunzva zvitunha zvazvo achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Zvinhu zvinon'oresa munhu ndeizvi: munhu anenge agunzva zvitunha zvazvo achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “ ‘Musazvisvibisa nezvizvi; ani naani anobata zvitunha zvazvo achava akasviba kusvikira manheru. Viz kapitola |