Mupiro 11:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Taurirai vaIsiraeri kuti, ‘Idzi ndidzo mhuka dzamungadye zvenyu pamhuka dzose dziri panyika.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taurai naʋana ʋaIsraeri, muti: Ndiɀo ɀipenyu ɀamuŋgadya pakati pemhuka dzose dziri panyika: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri, muti, ‘Ndizvo zvipenyu zvamungadya pakati pemhuka dzose dziri panyika: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Taurirai vaIsiraeri kuti, ‘Idzi ndidzo mhuka dzamungadye zvenyu pamhuka dzose dziri panyika.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Taurirai vaIsiraeri kuti, ‘Idzi ndidzo mhuka dzamungadye zvenyu pamhuka dzose dziri panyika.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taurai kuvaIsraeri muti, ‘Pamhuka dzose dzinofamba panyika, idzi ndidzo dzamunogona kudya: Viz kapitola |