Online Bible

- Reklamy -

Mika 7:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi kana ndiri ini, changu kutarisa kuna Tenzi. Ndichamirira Mwari, ruponesi rwangu, Mwari wangu achandinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Asi kana ndiri’ni ndicatarira kunaJehova, ndicamirira Mŋari woruponeso rwaŋgu; Mŋari waŋgu ucandinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Asi kana ndirini ndichatarira kuna Jehovha, ndichamirira Mwari woruponeso rwangu; Mwari wangu uchandinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi kana ndiri ini, changu kutarisa kuna Tenzi. Ndichamirira Mwari, ruponesi rwangu, Mwari wangu achandinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi kana ndiri ini, changu kutarisa kuna Tenzi. Ndichamirira Mwari, ruponesi rwangu, Mwari wangu achandinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi kana ndirini, ndinomirira netariro kuna Jehovha, ndinomirira Mwari Muponesi wangu; Mwari wangu achandinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Mika 7:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy