Online Bible

- Reklamy -

Mika 7:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Achatinzwira ngoni zvakare agotsokodzera uipi hwedu pasi petsoka dzake. Muchakanda zvitadzo zvedu zvose pasi pasi pegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ucatinzwira tsitsi ɀe, ucatsika ɀakaipa ɀeɗu pasi petsoka dzake; mucakandira ɀiʋi ɀaʋo ɀose mukudzika kweguŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Achatinzwira tsitsizve, achatsika zvakaipa zvedu pasi petsoka dzake; muchakandira zvivi zvavo zvose mukudzika kwegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Achatinzwira ngoni zvakare agotsokodzera uipi hwedu pasi petsoka dzake. Muchakanda zvitadzo zvedu zvose pasi pasi pegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Achatinzwira ngoni zvakare agotsokodzera uipi hwedu pasi petsoka dzake. Muchakanda zvitadzo zvedu zvose pasi pasi pegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Muchava nenyasha kwatiri zvakare; muchatsikira zvivi zvedu pasi petsoka uye muchakanda kuipa kwedu kwose pakadzikadzika mugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Mika 7:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy