Mika 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Fudzai vanhu venyu nomudonzo wenyu, danga renyu renhaka vava kungogara zvavo voga musango mukati menyika yamapindu. Varegei vandofura zvavo muBhashani nomuGireadhi sapamazuva apasichigare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Fudzai ʋanhu ʋenyu netȿimbo yenyu, iwo makwai ari nhaka yenyu, anogara ari oga muɗondo pakati peKarmeri; ŋgaacere paBashani neGireadi, sapamazuʋa akare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Fudzai vanhu venyu netsvimbo yenyu, iwo makwai ari nhaka yenyu, anogara ari oga mudondo pakati peKarimeri; ngaachere paBhashani neGireadhi, sapamazuva akare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Fudzai vanhu venyu nomudonzo wenyu, danga renyu renhaka vava kungogara zvavo voga musango mukati menyika yamapindu. Varegei vandofura zvavo muBhashani nomuGireadhi sapamazuva apasichigare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Fudzai vanhu venyu nomudonzo wenyu, danga renyu renhaka vava kungogara zvavo voga musango mukati menyika yamapindu. Varegei vandofura zvavo muBhashani nomuGireadhi sapamazuva apasichigare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Fudza vanhu vako nomudonzvo wako, boka renhaka yako, rinogara roga musango, mumafuro akanaka. Rega afure muBhashani reGireadhi samazuva ekare. Viz kapitola |