Online Bible

- Reklamy -

Mika 6:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Makachengeta imi mirao yamambo Omuri namaitiro ose evemba yamambo Ahabhu uye makatevedza imi tsika dzavo. Ndokusaka ini ndave kuita guta rino dongo uye vagari varo ndichivaita chiseko, saka nhamo yavanhu vangu yokusekwa ndiro richaberekana nayo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Nokuti ɀakatemŋa naOmri ɀinoceŋgetwa, namaɓasa ose eimba yaAhabi, imi munofamba nokuraŋgarira kwaʋo, kuti ndikuitei ɗoŋgo imi, naʋagere’mo cinhu cinoridzirwa muridzo; imi mucaʋa nemhoȿa yokushoʋorwa kwaʋanhu ʋaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Nokuti zvakatemwa naOmiri zvinochengetwa, namabasa ose eimba yaAhabhi, imi munofamba nokurangarira kwavo, kuti ndikuitei dongo imi, navageremo chinhu chinoridzirwa muridzo; imi muchava nemhosva yokushoorwa kwavanhu vangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Makachengeta imi mirao yamambo Omuri namaitiro ose evemba yamambo Ahabhu uye makatevedza imi tsika dzavo. Ndokusaka ini ndave kuita guta rino dongo uye vagari varo ndichivaita chiseko, saka nhamo yavanhu vangu yokusekwa ndiro richaberekana nayo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Makachengeta zvirevo zvaOmuri uye namabasa ose eimba yaAhabhu, uye makatevera tsika dzavo. Naizvozvo ndichakuisai mukuparadzwa, nevanhu venyu mukusekwa; muchatakura kushorwa kwendudzi.”

Viz kapitola kopírovat

Mika 6:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy