Mika 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kudyara muchadyara zvenyu asi pasina chamunokohwa. Kusvina maorivhi muchasvina zvenyu asi mafuta acho hamuazori. Magirepisi muchasvina zvenyu asi waini yacho, hamuinwi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mucakusha, asi hamuŋgaceki, mucaȿina maoriʋi, asi hamugazori mafuta, mucaȿina mazambiriŋga, asi hamuŋganwi waini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Muchakusha, asi hamungacheki, muchasvina maorivhi, asi hamungazori mafuta, muchasvina mazambiringa, asi hamunganwi waini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kudyara muchadyara zvenyu asi pasina chamunokohwa. Kusvina maorivhi muchasvina zvenyu asi mafuta acho hamuazori. Magirepisi muchasvina zvenyu asi waini yacho, hamuinwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kudyara muchadyara zvenyu asi pasina chamunokohwa. Kusvina maorivhi muchasvina zvenyu asi mafuta acho hamuazori. Magirepisi muchasvina zvenyu asi waini yacho, hamuinwi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Muchadyara asi hamungakohwi; muchasvina maorivhi asi hamungazori mafuta acho, muchasvina mazambiringa asi hamunganwi waini yacho. Viz kapitola |