Mika 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Zvanzi naTenzi, pazuva iroro, ndichaunganidza zvirema, ndichakokorodza vakadzingirwa kure navandakapinza nhamo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ndicaʋuŋganidza ʋanokamhina, ndicaʋuŋganidza ʋakadziŋgwa, naʋakatambudzwa neni; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Nezuva iro ndizvo zvinotaura Jehovha ndichaunganidza vanokamhina, ndichaunganidza vakadzingwa, navakatambudzwa neni; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Zvanzi naTenzi, pazuva iroro, ndichaunganidza zvirema, ndichakokorodza vakadzingirwa kure navandakapinza nhamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Zvanzi naTenzi, pazuva iroro, ndichaunganidza zvirema, ndichakokorodza vakadzingirwa kure navandakapinza nhamo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “Ndichaunganidza vakaremara; ndichaunganidza vakadzingwa neavo vandakatambudza. Viz kapitola |