Online Bible

- Reklamy -

Mika 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Asi munhu wose achagara pamunda wake wamagirepisi newamaonde, pasina anovatyisidzira nokuti ndozvataurwa naTenzi wehondo nehondo nomuromo wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Asi mumŋe nomumŋe ucagara pasi pomuzambiriŋga wake napasi pomuʋonde wake, hakuna‐uŋgazoʋatyisa, nokuti muromo waJehova wehondo wakataura iɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Asi mumwe nomumwe achagara pasi pomuzambiringa wake napasi pomuonde wake, hakuna angazovatyisa, nokuti muromo waJehovha wehondo wakataura izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Asi munhu wose achagara pamunda wake wamagirepisi newamaonde, pasina anovatyisidzira nokuti ndozvataurwa naTenzi wehondo nehondo nomuromo wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Asi munhu wose achagara pamunda wake wamagirepisi newamaonde, pasina anovatyisidzira nokuti ndozvataurwa naTenzi wehondo nehondo nomuromo wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Mumwe nomumwe achagara pasi pomuzambiringa wake, napasi pomuonde wake, uye hapana anozovaita kuti vatye, nokuti Jehovha Wamasimba Ose ataura.

Viz kapitola kopírovat

Mika 4:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy