Online Bible

- Reklamy -

Mika 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Chinzwai izvi, imi vatungamiri vemba yokwaJakobho nemi vatongi vemba yokwaIsiraeri. Munovenga ruenzaniso, uye zvose zvinenge zviri pamwero muchizviminamisa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Cinzwai henyu cinhu ici, imi ʋakuru ʋeimba yaJakobo, naʋaɓati ʋeimba yaIsraeri, iyemi, munosema kururamisa, nokuminamisa ɀose ɀakarurama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Chinzwai henyu chinhu ichi, imi vakuru veimba yaJakobho, navabati veimba yaIsiraeri, iyemi, munosema kururamisa, nokuminamisa zvose zvakarurama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Chinzwai izvi, imi vatungamiri vemba yokwaJakobho nemi vatongi vemba yokwaIsiraeri. Munovenga ruenzaniso, uye zvose zvinenge zviri pamwero muchizviminamisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Chinzwai izvi, imi vatungamiri vemba yokwaJakobho nemi vatongi vemba yokwaIsiraeri. Munovenga ruenzaniso, uye zvose zvinenge zviri pamwero muchizviminamisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Inzwai izvi, imi vatungamiri veimba yaJakobho, imi vatongi veimba yaIsraeri, munozvidza kururamisira uye munominamisa zvose zvakanaka;

Viz kapitola kopírovat

Mika 3:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy