Mika 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Imi ndimi matova mhandu yacho kuvanhu vangu munobvutira munhu asina mhaka batye rake, munhu anenge avarairwa achiti hapana chinouya kwaari momupa nhamo yokunge ari muhondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi mazuʋa ano ʋanhu ʋaŋgu ʋakandimukira somuʋeŋgi; munobvisa jasi paŋguʋo dzaʋanopfuʋura haʋo norugare ʋasiŋgaɗi kurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Asi mazuva ano vanhu vangu vakandimukira somuvengi; munobvisa jasi panguo dzavanopfuura havo norugare vasingadi kurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Imi ndimi matova mhandu yacho kuvanhu vangu munobvutira munhu asina mhaka batye rake, munhu anenge avarairwa achiti hapana chinouya kwaari momupa nhamo yokunge ari muhondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Imi ndimi matova mhandu yacho kuvanhu vangu munobvutira munhu asina mhaka batye rake, munhu anenge avarairwa achiti hapana chinouya kwaari momupa nhamo yokunge ari muhondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi mazuva ano vanhu vangu vakandimukira somuvengi. Munobvisa majasi anokosha pane avo vanopfuura musina kana hanya, savarume vodzoka kubva kuhondo. Viz kapitola |