Mika 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vanoparidza vachiti, “Musaparidze. Rega kuparidza zvinhu zvakadaro. Hapana chinotinyadzisa chichatiwira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Regai kuprofita — ndiɀo ɀaʋanoprofita iʋo. Kana ʋasiŋgaprofiti pamsoro peɀinhu iɀi, kushoʋora kwaʋo hakuŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Regai kuporofita ndizvo zvavanoporofita ivo. Kana vasingaporofiti pamusoro pezvinhu izvi, kushoora kwavo hakungaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vanoparidza vachiti, “Musaparidze. Rega kuparidza zvinhu zvakadaro. Hapana chinotinyadzisa chichatiwira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vanoparidza vachiti, “Musaparidze. Rega kuparidza zvinhu zvakadaro. Hapana chinotinyadzisa chichatiwira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vaprofita vavo vanoti, “Musaprofita, musaprofita pamusoro pezvinhu izvi; kunyadziswa hakungatibati.” Viz kapitola |