Mateo 9:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Paakazvinzwa akati; “Vakukutu havadi chiremba asi vanorwara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Iye, aciɀinzwa, akati: Ʋasiŋgarwari haʋatȿaki ŋaŋga, asi ʋanorwara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Iye, achizvinzwa, akati, “Vasingarwari havatsvaki n'anga, asi vanorwara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Paakazvinzwa akati; “Vakukutu havadi chiremba asi vanorwara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Paakazvinzwa akati; “Vakukutu havadi chiremba asi vanorwara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Achinzwa izvi, Jesu akati, “Vasingarwari havatsvagi chiremba, asi vanorwara. Viz kapitola |