Mateo 9:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Paakanga akagara pakudya mumba, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino wakati agere pakudya mumba, tarira, ʋateresi ʋazhinji naʋatadzi ʋakaʋuya ʋakagara pakudya naJesu naʋadzidzi ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino akati agere pakudya mumba, tarira, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pakudya naJesu navadzidzi vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Paakanga akagara pakudya mumba, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Paakanga akagara pakudya mumba, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jesu akati agere mumba maMateo vachidya kudya kwamanheru, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakadya naye navadzidzi vake. Viz kapitola |