Online Bible

- Reklamy -

Mateo 8:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi mutungamiri wezana uya akamupindura achiti, “Tenzi handikodzeri kuti mupinde mumba mangu, ingotaurai zvenyu izwi chete, muranda wangu achapora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Mukuru wezana akapindura, akati: Ishe, handina‐kufanirwa kuti mupinde mumba maŋgu; asi taurai henyu shoko rimŋe cete, muranda waŋgu ucapora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Mukuru wezana akapindura, akati, “Ishe, handina kufanirwa kuti mupinde mumba mangu; asi taurai henyu shoko rimwechete, muranda wangu achapora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi mutungamiri wezana uya akamupindura achiti, “Tenzi handikodzeri kuti mupinde mumba mangu, ingotaurai zvenyu izwi chete, muranda wangu achapora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi mutungamiri wezana uya akamupindura achiti, “Tenzi handikodzeri kuti mupinde mumba mangu, ingotaurai zvenyu izwi chete, muranda wangu achapora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Mukuru wezana akapindura akati, “Ishe, handina kukodzera kuti imi mupinde mumba mangu. Asi ingotaurai henyu shoko, uye muranda wangu achapora.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 8:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy