Mateo 8:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jesu akatambanudza ruoko rwake akamubata, achiti, “Ndinoda, natswa uchenurwe hako.” Pakarepo akabva anatswa maperembudzi ake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akatambanudza ruʋoko rwake, akamuɓata, akati: Ndinoɗa; cinatswa! Pakarepo maperembudzi ake akanatswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Akatambanudza ruoko rwake, akamubata, akati, “Ndinoda; chinatswa!” Pakarepo maperembudzi ake akanatswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jesu akatambanudza ruoko rwake akamubata, achiti, “Ndinoda, natswa uchenurwe hako.” Pakarepo akabva anatswa maperembudzi ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Jesu akatambanudza ruoko rwake akamubata, achiti, “Ndinoda, natswa uchenurwe hako.” Pakarepo akabva anatswa maperembudzi ake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jesu akatambanudza ruoko rwake akabata murume uya akati, “Ndinoda. Chinatswa!” Pakarepo akabva aporeswa maperembudzi ake. Viz kapitola |