Mateo 8:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akavabata ruoko kurwara kwavo ndokubva kwapera, vakabva vamuka vakamushandira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaɓata ruʋoko rwaʋo, fiviri ikabva kwaʋari, ʋakasimuka, ʋakamushandira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Akabata ruoko rwavo, fivha ikabva kwavari, vakasimuka, vakamushandira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akavabata ruoko kurwara kwavo ndokubva kwapera, vakabva vamuka vakamushandira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akavabata ruoko kurwara kwavo ndokubva kwapera, vakabva vamuka vakamushandira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Akabata ruoko rwavo fivha ndokubva yapera, uye vakasimuka ndokubva vatanga kumushandira. Viz kapitola |