Mateo 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 vana voumambo vachikandwa kurima rokunze. Ikoko vanhu vachachema vachirumanidza mazino.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 asi ʋanakomana ʋoʋushe ʋacaɓuɗiswa kurima rokunze; apo pacaʋa nokucema nokugeɗa‐geɗa kwameno. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 asi vanakomana voushe vachabudiswa kurima rokunze; apo pachava nokuchema nokugeda-geda kwameno.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 vana voumambo vachikandwa kurima rokunze. Ikoko vanhu vachachema vachirumanidza mazino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 vana voumambo vachikandwa kurima rokunze. Ikoko vanhu vachachema vachirumanidza mazino.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi vadyi venhaka youshe vachakandwa kunze, kurima uko kuchava nokuchema nokurumanya kwameno.” Viz kapitola |