Mateo 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 vakakomborerwa zvavo vakapfava nokuti vachawana nhaka yenyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakaropafadzwa ʋanyoro; nokuti ʋacagara nhaka yenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Vakaropafadzwa vakapfava; nokuti vachagara nhaka yenyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 vakakomborerwa zvavo vakapfava nokuti vachawana nhaka yenyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 vakakomborerwa zvavo vakapfava nokuti vachawana nhaka yenyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakaropafadzwa vanyoro nokuti vachagara nhaka yenyika. Viz kapitola |