Mateo 5:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Nezvo imi munofanira kuva vakaruramisisa sezvakangoita Baba venyu vokudenga vakaruramisisa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Naiɀoɀo muʋe ʋakakwana, saƋaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga ʋakakwana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 “Naizvozvo muve vakakwana, saBaba venyu vari kudenga vakakwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Nezvo imi munofanira kuva vakaruramisisa sezvakangoita Baba venyu vokudenga vakaruramisisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Nezvo imi munofanira kuva vakaruramisisa sezvakangoita Baba venyu vokudenga vakaruramisisa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Naizvozvo, ivai vakakwana, sezvo Baba venyu vari kudenga vari vakakwana. Viz kapitola |