Mateo 5:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 nokuti ivo vanobudisira zuva ravo vakaipa navakanaka; uye vanonaisira mvura yavo vakarurama navasina kururama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 kuti muʋe ʋanakomana ʋaƋaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga; nokuti ʋanoɓuɗisira ʋakaipa naʋakanaka zuʋa raʋo, nemvura ʋanoinisira ʋakarurama naʋasakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 kuti muve vana vaBaba venyu vari kudenga; nokuti vanobudisira zuva ravo vakanaka nevakaipa vanonisira mvura vakarurama navasakarurama.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 nokuti ivo vanobudisira zuva ravo vakaipa navakanaka; uye vanonaisira mvura yavo vakarurama navasina kururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 nokuti ivo vanobudisira zuva ravo vakaipa navakanaka; uye vanonaisira mvura yavo vakarurama navasina kururama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 kuitira kuti mugova vana vaBaba venyu vari kudenga. Ivo vanoita kuti zuva ravo ribude pane vakaipa nevakanaka uye vanonayisa mvura yavo pane vakarurama nevasakarurama. Viz kapitola |