Mateo 27:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 akaenda kunaPirato, akakumbira mutumbu waJesu. Pirato akaraira kuti apiwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200258 akaenda kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akarayira kuti apiwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Akaenda kuna Pirato akandokumbira mutumbi waJesu, uye Pirato akarayira kuti aupiwe. Viz kapitola |