Online Bible

- Reklamy -

Mateo 27:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

56 Pakati pavo paiva naMaria Maghadharena naMaria amai Jemusi naJosefi namai vavanakomana vaZebhedhi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

56 Pakati paʋo kwakaŋga kunaMaria Magdarene, naMaria mai ʋaJakobo naJose, namai ʋaʋanakomana ʋaZebedi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

56 Pakati pavo kwakanga kuna Maria Magadharene, naMaria mai vaJakobho naJose, namai vavanakomana vaZebhedhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

56 Pakati pavo paiva naMaria Maghadharena naMaria amai Jemusi naJosefi namai vavanakomana vaZebhedhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

56 Pakati pavo paiva naMaria Maghadharena naMaria amai Jemusi naJosefi namai vavanakomana vaZebhedhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

56 Pakati pavo paiva naMaria Magadharena, Maria mai vaJakobho naJosefa, namai vavanakomana vaZebhedhi.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 27:56

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy