Mateo 27:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 ʋakamupa waini yakaveŋganiswa nenduru, kuti anwe; asi wakati araʋira, akaramba kunwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 vakamupa waini yakavhenganiswa nenduru, kuti anwe; asi akati aravira, akaramba kunwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo vakapa Jesu waini yakasanganiswa nenduru, kuti anwe, asi akati airavira akaramba kuinwa. Viz kapitola |