Mateo 27:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vakamupfira mate vakatora rutsanga ruya vachimurova narwo mumusoro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ʋakamupfira mate, ʋakatora rutsaŋga, ʋakaramba ʋacimuroʋa musoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Vakamupfira mate, vakatora rutsanga, vakaramba vachimurova musoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vakamupfira mate vakatora rutsanga ruya vachimurova narwo mumusoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Vakamupfira mate vakatora rutsanga ruya vachimurova narwo mumusoro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Vakamusvipira mate vakamutorera tsvimbo iya uye vakamurova nayo mumusoro kakawanda. Viz kapitola |